What A Wonderful Change
Muupenyu Hwangu ndasandurwa kwazvo
naJesu mumwoyo wangu;
ndine ruvheneko rwandatsvaka kwazvo,
NaJesu mumwoyo wangu.
1.
Ndi Jesu mumwoyo wangu,
Ndi Jesu mumwoyo wangu,
Wauya kwandiri nerufaro rwedi,
Ndi Jesu mumwoyo wangu.
Ndaregera kudzungayira panyika,
NaJesu mumwoyo mangu;
Zvino zvitadzo zvangu zvaregerwa,
NaJesu mumwoyo wangu.
2.
Ndine tarirowo isingadenheke,
NaJesu mumwo wangu.
Nokukahadzika hakundidzivire,
NaJesu mumwoyo wangu.
3.
Kumusha kudenga ndichazoenda,
NaJesu mumwoyo wangu;
Nomurwendo rwangu ndichazofarisa,
NaJesu mumwoyo wangu.
4.