Inhanho kuna Jesu!
Chiita zvino;
Uya kuMponisi
Nezvitadzo zvako.
1.
Nhanho chete, nhanho chete,
Wokumirira;
Chiuya uchibvuma
Unozokomborerwa,
Rega kuramba tsitsi,
Iye wotambidza
Inhanho kuna Jesu!
Tenda, uchapona;
Anomira norudo
Kukuregerera.
2.
Inhanho kuna Jesu!
Kuti uponiswe;
Nguva yavakupera
Wasarudza here?
3.
Inhanho kuna Jesu!
Huya, uchidaro:
Kwamuri Muponisi,
Ndozvipira zvino.
4.
JESU ANOGAM’CHIRA