Gwayana reKarivheri
Tumai mweya kwandiri
Zvino undishambidze
Ndicheneswe sechando,
Kuti upenyu hwangu
Hakufadzisei, Ishe
1.
Bisai kuzvida kwose,
Kuda kwenyu kuitwe;
Rudo rwangu rubvire
Nomweya, rutsveniswe;
Kuti upenyu hwangu
Hukuwanire vanhu.
2.
Ndidzidzisei kurwisa,
Nokukunda zvitema;
Ndipeiwo mutsa kuti
Ndinzwire vamwe tsitsi;
Ngandizadzwe norudo
Ndikushandirei, Ishe.
3.