Zviparidze pagomo,
Pamakomo ari kwese;
Zviparidze pagomo,
ZvaJesu wazvarwa.
Vafudzi vachafudza
Usiku musango,
Chionaka kudenga
Kwavheneka mwenje.
1.
Vafudzi vachifudza
Vachinzwa kudenga
Ngirozi dzichiimba:
Wazvarwa M’ponisi!
2.
Pasi pasi muzamba,
Kristu wazvarwa’mo,
Mwari watipa Kirisimasi
Yakakomborerwa.
3.