SDA Shona Hymn 228

Mu-ku-dze-nyi! Jesu mununuri wedu!
Imba nyika nerudoro rwake!
Mu-ku-dze-nyi Ngirosi huru yembiri;
Mupe iye simba nerukudzo!
Jesu mufudzi ne mutungamiriri,
Ano tungamira nguva dzese.

CHORUS
Mu-ku-dze-nyi! Taura ukuru hwake!
Mu-ku-dze-nyi!’Imba ne rufaro.
Mu-ku-dze-nyi! Jesu mununuri wedu!Akatifi-razvitema zvedu;
Dombo redu, tariro yeruponeso!
Mu-ku-dze-nyi Jesu, arowerwa ipambiri!
Akatisunungura,
Rudo rwake runoshamisa.
Mu-ku-dze-nyi!, Jesu mununuri wedu!’
Wekudenga woimba, Hosana!
Jesu Tenzi,Achazotonga narini;
Mupe ch’remba, Mupristi naMambo!’
Kristu ouya achazotonga pasi
Simba, mbiri zvose ngezva Tenzi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.