Muponesi mambo wangu, wandifira ini;
Akafira munhu, akaita seni here?
CHORUS
Pamuchinjikondakaona kupenya,
Apo m’toro wemwoyo wabviswa (wabviswa)
Ndipo ndakazowamba kuona,
Zvino ndinozofara kwazvo.
Pam’sana pangu, Akaturikwa pamuti here?
Tsitsi, ngoni nerudo, Zvinoshamisa kwazvo!
Urombo hahukwanisi, K’ripa mhosva yangu;
Tenzi ndizvipira, Ndizvo-chete ndingaite!