Warindira here m’kwambo ouya ouya
Warindira here m’kwambo ouya ouya
Ona ouya Ona ouya
Pfeka urindire m’kwambo o’ya
CHORUS
Ona mukwambo ouya, ouya
Ona mukwambo ouya, ouya
Ona ouya, Ona ouya!
Pfeka urinde mukwambo o’ya
Mwenje yenyu ngaipfute ouya, ouya
Mwenje yenyu ngaipfute ouya, ouyA
Ona anouya nekukasika
O mweya rinda m’kwambo ouya
Tese tichazondo muchingamidza, ouya
Tese tichazondo muchingamidza, ouya
Idi ouya, idi ouya
Tinozomuchingamidza ouya
Tichaimba Hareruya ouya
Tichaimba Hareruya ouya
Ona ouya, Ona ouya
Imba Hareruya m’kwambo o’ya