Kune kupenya mugomo, nekupenya munyanza,
Nemaranzi anogara Munzwimbo dzakanaka,
Mukati memwoyo wangu mazadzwa nekujeka,
Apo pana Muponesi pano jekesa kwese.
CHORUS
O! kupenya kwakanaka kupenyera mu mwoyo,
Jesu ano bvisa nhamo anopenya mumwoyo.
Ndosiya kusuwa kwangu Senguwadzo dzekare;
Ndifukidze nekutenda mundipenyikutenda.
Kumusha wembiri uyo makandigadzirira;
Mwoyo wangu unotenda ne mweya unobvuma.
Muponesi manditenga ndawawenyu narini;
Ngayipfute mwenje yese ipfutire iye Tenzi.
Kumusha wembiri uyo makandigadzirira;
Mwoyo wangu uno tenda nemweya unobvuma.