SDA Shona Hymn 52

Uyai Mweya wakachena,
Mundikomborerenyi
Kuti mwoyo wangu ucha
Kukudza nguva dzose
Ndidzidzisenyi kukuda
Kuziva zvakanaka
Zvechikariro chembiri
Chinondipa kufara
Ndauya kunemwi
Tenzi Munozondibatsira
Ndinosimbira kunemwi
Mundiswitse kumusha
Jesu wakandi tsvakisa
Ndanga ndiri mufambi
Mudambudzo wandibvisa
Nge ropa rake iri
Ndagashira mutsa wenyu
Ndinomuitirenyi?
Ndipenyi kunaka kwenyu
Ndosungirwa kunemwi
Nguva dzese ndarasika
Kubva munzira yenyu
Ndiri pano hangu
Baba Batisa mwoyo wangu

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.