Ndichiri kushaya, Tenzi wangu,
Hakuna izwizve kunga renyu
CHORUS
Ndoshaya nekushaya, Tenzi ndokushaya,
Zvino mundikomborere, Ndinouya
Ndichiri kushaya, Garai petyo,
Handiputswi apo muripano
Ndichiri kushaya, Mudambudzo,
Kana ndikushaya, Murufaro
Ndichiri kushaya, Ndikudisa,
Nezvitsidzo zvenyu munondipa
Ndichiri kushaya, Munoera,
Ndinova wenyu’di, Mwakanaka