Anglican Shona Hymn 84

Nhungamiri. JESU nhasi wakamuka mukufa;
Vanhu. Vese vanhu pasi vaona kuti ndiye Mwana
WaMwari mukuru.
Trebles. Ngerosi kuguva dzataura kuti, Wamuka,
Vanhu. Amen, A-re-ruya, Amen.
Vadzdzi vake vaka – shamiswa
Vese vanhu pasi vaona kuti ndiye Mwana waMwari
mukuru.
Kwakaenda mbiri muJudea rese –
Wakakunda simba rake Satani –
Ngatinyinde ndiJesu Mwana waMwari –
Ngatimuke naye mukumuka kwake –

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.