1. UNOGAMUCHIRWA zvino PaJerusarema,
Unofamba pambongoro
Ine mhuru yayo.
2. Unogamuchirwa zvino
PaJerusarema,
Vanhu vese vachifara
Kukuona zvino
3 Unogamuchirwa zvino
PaJerusarema,
Michindwi nayo matavi
Zvapepera nhasi.
4 Unogamuchirwa zvino
PaJerusarema,
Hosana Hosana kune
Mwana waDavidi
5. Unogamuchirwa zvino
PaJerusarema,
Jesu anouya zvino
Muzita raMwari.