Anglican Shona Hymn 43

PAUSIKU hunoyera,
Kune nyika iri kure,
Yakajeka nyenyedzi yaTenzi
Chioniso chaMwari wediko,
Iyo Tenzi abarwa.
Iyo kwabarwa Mesiya.
 
Baba wake akashama,
Mai wake akafara:
Mwana wavo M’ponisi wavanhu,
Akakudzwa zvikuru ndiMwari,
Pasi pese farai!
Mwari azotishanyira.


Mune danga radzo ngombe
Azobarwa Mwana mutsva,
Ndiye Mwana waMwari mupenyu,
Ndiye rudo rwaBaba kunesu,
Ndiye mudi wavanhu
Nomudikani wevese.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.