Anglican Shona Hymn 13

MUSI usati wapera
Tateta Musiki wedu,
Tikotse ngemutsa wako
Tichengete takarara.
 
Tisatambudzwe muhope
Ngekufunga zvakaipa;
Tidzingire mhandu yedu,
Tisabatwe ngechitadzo.

Tinzwe, Baba, une simba
Pam’sana paJesu Kristu,
Anogara akadaro
Newe naiye Mweya.Amen.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.