Baptist Shona Hymn 154

She Jesu wakatiponesa; ibasa rake She;
Hakuzi kuzotipomera; kutonga ha’kudi;
Unonzi Muponesi; unonzi Muponesi;
Unonzi Jesu Muponesi; izita guru sei!

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.