RCZ Hymn 137

Jesu waswedera,
Achivapereka,
Mwoy’ yavo yaipisa,
Vachivhunzana.
SHE, swederai! SHE, swederai!

Jesu waswedera,
Vachimufarira;
SHE, achifamba na’vo,
Vakanyaradzwa.
SHE, swederai! SHE, swederai!

Jesu waswedera,
Nyunyutiro ndokubva,
Achivaudza Kristu,
Zvaakafira.
SHE, swederai! SHE, swederai!

Jesu waswedera,
Vapedza rwendo’rwo,
Ndokumuzivurura,
NdiTenzi wavo!
SHE, swederai, SHE, swederai!

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.