United Methodist Shona Hymn 325

NdiJesu achazova 'She
Achazokudzwa posezve
Zuva parinopota'po
Navanhu vose vosewo

Anosipirwa iye She;
Anosikudzwa pose'ye;
Rumbidza inokwirawo
Soutsi paArtari'po

Vendudzi dzose, chimukai,
Kuna She wenyu chigarai!
Vedenga, nemi chiimbai!
Venyikawo, chibvumirai!

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.