Apo Runyararo runondifadza
Kana urombo ndinahwo
Kana muzvose makandidzidzisa
Kunaka nemwoyo wanguwo
CHORUS:
Kunaka nemwoyo
Kunaka nemwoyo wangu'wo
Kunyange Satani, anonditambudza
Ndichasimbira kunemi
Jesu anoziwa kwangu kushaya
Wakandifirapo neropa.
Tenzi tinogarira kuuya kwenyu,
Tinozoenda kudenga
Tsuri inorira Tenzi adzike
Zvadaro nemwoyo wangu'wo