Juzi Lyrics

By Kae Chaps

Usanetseke I'll be fine
It's just a matter time
Chete chete ko hanzi ndizvo zvawakada
Plus kudzidza hakumbo peri
Mwari anenge aine chinangwa
Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa
Ungandirove zigumeki, believe
kuita kundi dhomotsa, you played, deceive
Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana waEve
Ndine maghost ari kundi tsoma kumba, saka

Dzoka utore juzi rako rawakakanganwa
Ndika ritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawaka siya mumba mangu iwe
Ndika dzitarira ndoshaya rugare
(Ndoshaya rugare)

Wakati ukuda attention, I gave you the shit
I'm broke from all the dreams that you were selling me
Urimboko yemunhu. I felt I should tell you this
But nyangwe zvazvo hatizi maenemies
Zvakare ndezvakare ngatingozvisiyeyei
Zverudo zvacho taimbo zviitirei
Kudai wakandiudza haudi waibvei?
Now chandokumbira kuti

...Utore juzi rako rawakakanganwa
Ndika ritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawaka siya mumba mangu iwe
Ndika dzitarira ndoshaya rugare
Utore juzi rako rawakakanganwa
Ndika ritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawaka siya mumba mangu iwe
Ndika dzitarira

(Patronic)
Zvichimboitirwei?
Zverudo zvacho taizviitirei
Zvichimboitirwei?
Zverudo zvacho taizvi...

Dzoka utore juzi rako rawakakanganwa
Ndika ritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawaka siya mumba mangu iwe
Ndika dzitarira ndoshaya rugare
Utore juzi rako rawakakanganwa
Ndika ritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawaka siya mumba mangu iwe
Ndika dzitarira ndoshaya rugare

song Details

Video:

Kae Chaps – Juzi (lockdown session) #Juzi#Mavanga#Makuhwa

Shot by: Malvern Njewa

Track produced by @Dj_Futronic (Y-Not Media)