Chiziviso – Kutangidza Kuchooser Lyrics

By Enzo Ishall

(It's Cashlip City)
Right! Kachu, kai? (Simplex Music)
Yo Madii?
Finesse

Ichingoma iJoker rakandwa naKudzi
Takutongo tanga nekutodzika midzi idzi
Tadzika midzi chinombo tangidzwa patsvaa
Nyangwe kumatsvaa
Munhu arikuda munhu, asi munhu ane munhu
Ipapo ndipo pachatangira chifinhu
Ndamunzwa uyu achipopota
Achiti "TakuRestarta!"

Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuChoozaa
Pachaita nharo sepachiguza
Vakawanda vari kutokuzaa

Hapana munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuChoozaa
Pachaita nharo sepachiguza
Ndaona vakawanda vachikuza

Iwe, zvaunenge urikuto shamisika
Munhu ndewamwari, hausiriwe wakamusika
Izvi ndozviripo, ndozvakutoitika
Pamusoroi kune vese vachangosvika

Oi Chizivisoo! Inzwai kani
Chiziviso (Inzwai kani)
Chizivisoo! Inzwai kani
Chiziviso

Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuChoozaa
Pachaita nharo sepachiguza
Vakawanda vari kutokuzaa

Hapana munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuChoozaa
Pachaita nharo sepachiguza
Ndaona vakawanda vachikuza

Saka kanawatobvutirwa tsvaga wekubvuta
Sade kutiyemera senge uri chiputatuta (Iwe!)
Changamuka pakaita kupfuta
Simudza musoro senge munhu akaguta
Chito toramunhu nekukanda pamupfudzi
Usa Chekurire Kudzi
Unokunzeresa njodzi
Nyaya idzi dzichabuditsa misodzi
Kunyanya kuvaridzi
Chiraa! (Inzwai kani)

Chizivisoo! Inzwai kani
Chiziviso (Inzwai kani)
Chizivisoo! Inzwai kani
Chiziviso

Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuChoozaa
Pachaita nharo sepachiguza
Vakawanda vari kutokuzaa

Hapana munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuChoozaa
Pachaita nharo sepachiguza
Ndaona vakawanda vachikuza

Ichingoma iJoker rakandwa naKudzi
Takutongo tanga nekutodzika midzi idzi
Tadzika midzi chinombo tangidzwa patsvaa
Nyangwe kumatsvaa
Munhu arikuda munhu, asi munhu ane munhu
Ipapo ndipo pachatangira chifinhu
Ndamunzwa uyu achipopota
Achiti "TakuRestarta!"

Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuChoozaa
Pachaita nharo sepachiguza
Vakawanda vari kutokuzaa

Wazin
Ey yo Jarzin
Yo Washington
Chiraa!
Vamwe varikuramba. Ayewa kutamba.
Finesse
Iri ndorinzi Joker
Oi

song Details